Mika 1:7 - Shona BIBLE7 Mifananidzo yaro yose yakavezwa ichaputswa–putswa, mibairo yaro yose ichapiswa nomoto, uye ndichaparadza zvifananidzo zvaro zvose; nokuti rakazviunganidza izvo uri mubairo wechifeve, naizvozvi zvichadzokerazve kumubairo wechifeve. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mifananidzo yaro yose yakaʋezwa icaputswa‐putswa, miɓairo yaro yose icapiswa nomŋoto, ʋuye ndicaparadza ɀifananidzo ɀaro ɀose; nokuti rakaɀiʋuŋganidza iɀo uri muɓairo wecifeʋe, naiɀoɀo ɀicadzokera ɀe kumuɓairo wecifeʋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Mifananidzo yaro yose yakavezwa ichaputswa-putswa, mibairo yaro yose ichapiswa nomoto, uye ndichaparadza zvifananidzo zvaro zvose; nokuti rakazviunganidza izvo uri mubayiro wechifeve, naizvozvi zvichadzokerazve kumubayiro wechifeve. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvose zvifananidzo zvaro zvokunamata zvichapwanywa-pwanywa. Zvose zvarakawana nounzenza ihwohwo zvichapiswa nomoto uye zvifananidzo zvaro zvokunamata zvichaparadzwa, nokuti rakazviwana noufeve saka zvichadzorerwawo kune veunzenza ivavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvose zvifananidzo zvaro zvokunamata zvichapwanywa-pwanywa. Zvose zvarakawana nounzenza ihwohwo zvichapiswa nomoto uye zvifananidzo zvaro zvokunamata zvichaparadzwa, nokuti rakazviwana noufeve saka zvichadzorerwawo kune veunzenza ivavo. Sien die hoofstuk |