Mateo 1:22 - Shona BIBLE22 Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita achiti, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Iɀoɀo ɀose ɀakaitwa kuti ɀiitike ɀakarebga naShe, nomuromo womuprofita, aciti: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: Sien die hoofstuk |