Mateo 1:11 - Shona BIBLE11 Josiya akabereka Jekonia navanun'una vake nenguva yokutapwa kwavo Bhabhironi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Josia akaɓereka Jekonia naʋanuŋuna ʋake neŋguʋa yokutapxa kwaʋo Babironi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Josia akabereka Jekonia navanun'una vake nenguva yokutapwa kwavo Bhabhironi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Josia akabereka Jokonia navakoma navanun'una vake panguva yavakatapwa kuenda kuBhabhironi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Josia akabereka Jokonia navakoma navanun'una vake panguva yavakatapwa kuenda kuBhabhironi. Sien die hoofstuk |