Mariko 1:19 - Shona BIBLE19 Akati apfuura zvishoma, akaona Jakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani munun'una wake, vachigadzira usvasvi muigwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Wakati apfuʋura ɀishoma, akaʋona Jakobo, mŋanakomana waZebedi, naJohane munuŋuna wake, ʋacigadzira ʋutaʋa mugwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Akati apfuura zvishoma, akaona Jakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani munun'una wake, vachigadzira usvasvi muigwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kuzoti angoti fambe–fambei zvishoma, akaona Jemusi mwanakomana waZebhedhi naJohani munun'una wake vari mugwa ravo vachigadzira usvasvi. Sien die hoofstuk |