Mapisarema 7:8 - Shona BIBLE8 Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova unotoŋga ndudzi dzaʋanhu; Nditoŋgei Jehova sokururama kwaŋgu, ʋuye neɀokwaɗi iri mandiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Sien die hoofstuk |