Mapisarema 7:6 - Shona BIBLE6 Simukai Jehovha, pakutsamwa kwenyu, Simukirai hasha dzavadzivisi vangu; Mumuke nokuda kwangu; ndimi makaraira kuti zvakarurama zviitwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Simukai Jehova, pakutsamŋa kwenyu, Simukirai hasha dzaʋadziʋisi ʋaŋgu; Mumuke nokuɗa kwaŋgu; ndimi makaraira kuti ɀakarurama ɀiitwe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Simukai Jehovha, pakutsamwa kwenyu, Simukirai hasha dzavadzivisi vangu; Mumuke nokuda kwangu; ndimi makaraira kuti zvakarurama zviitwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Simukai TENZI nehasha dzenyu; zvisimudzei murwise vavengi vangu vane hasha. Mukai Mwari wangu, ndimi makatema wani kuti pave neruenzaniso. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Simukai TENZI nehasha dzenyu; zvisimudzei murwise vavengi vangu vane hasha. Mukai Mwari wangu, ndimi makatema wani kuti pave neruenzaniso. Sien die hoofstuk |