Mapisarema 7:14 - Shona BIBLE14 Tarira, anotambudzika pakubereka zvakaipa; Zvirokwazvo, akava nemimba yezvakashata, akabereka nhema. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tarira, unotambudzika pakuɓereka ɀakaipa; Ɀirokwaɀo, wakaʋa nemimba yeɀakashata, akaɓereka nhema. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Tarira, anotambudzika pakubereka zvakaipa; Zvirokwazvo, akava nemimba yezvakashata, akabereka nhema. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Sien die hoofstuk |