Mapisarema 5:10 - Shona BIBLE10 Muvape mhosva, Jehovha; Ngavawe namano avo; Muvadzinge nokuda kwokuwanda kwokudarika kwavo; Nokuti vakakumukirai. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Muʋapei mhoȿa, Jehova; Ŋgaʋawe namano aʋo; Muʋadziŋge nokuɗa kwokuwanda kwokuɗarika kwaʋo; Nokuti ʋakakumukirai. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Muvapei, mhosva, Jehovha; Ngavawe namano avo; Muvadzinge nokuda kwokuwanda kwokudarika kwavo; Nokuti vakakumukirai. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ngavabatwe nemhosva yavo, Mwari. Zvavakarangana izvozvo zvivaputsire pasi. Pamusana pezvikanganiso zvavo zvakawanda, vadzingei nokuti vakakupandukirai. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ngavabatwe nemhosva yavo, Mwari. Zvavakarangana izvozvo zvivaputsire pasi. Pamusana pezvikanganiso zvavo zvakawanda, vadzingei nokuti vakakupandukirai. Sien die hoofstuk |