Mapisarema 4:2 - Shona BIBLE2 Nhai vanakomana vavanhu, kukudzwa kwangu kuchashandurwa kunyadziswa kusvikira rinhiko? Muchada zvisina maturo, nokutsvaka nhema kusvikira rinhi? Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nhai ʋanakomana ʋaʋanhu, kukudzwa kwaŋgu kucashandurwa kunyadziswa kuȿikira riniko? Mucaɗa ɀisinamaturo, nokutȿaka nhema kuȿikira rini? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Nhai vanakomana vavanhu, kukudzwa kwangu kuchashandurwa kunyadziswa kusvikira riniko? Muchada zvisina maturo, nokutsvaka nhema kusvikira rini? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde Sien die hoofstuk |