Mapisarema 13:2 - Shona BIBLE2 Ndichafunga mano mumweya mangu kusvikira rinhi, Ndine shungu pamwoyo pangu zuva rimwe nerimwe? Muvengi wangu achandikurira kusvikira rinhi? Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicafuŋga mano mumŋeya maŋgu kuȿikira rini, Ndineshuŋgu pamŋoyo paŋgu zuʋa rimŋe nerimŋe? Muʋeŋgi waŋgu ucandikurira kuȿikira rini? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Ndichafunga mano mumweya mangu kusvikira rini, Ndine shungu pamwoyo pangu zuva rimwe nerimwe? Muvengi wangu achandikurira kusvikira rini? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ko ndichatenderedzwa musoro kusvikira riniko ndichirwadziwa mwoyo zuva rose kudai? Vavengi vangu vachandikurira kusvikira riniko? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ko ndichatenderedzwa musoro kusvikira riniko ndichirwadziwa mwoyo zuva rose kudai? Vavengi vangu vachandikurira kusvikira riniko? Sien die hoofstuk |