Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mapisarema 11:6 - Shona BIBLE

6 Achanisira misungo pamusoro pavakaipa; Moto nesuriferi nemhepo inopisa, ndiwo uchava mukombe wavo wavakagoverwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ucanisira misuŋgo pamsoro paʋakaipa; Mŋoto nesurferi nemhepo inopisa, ndiwo ucaʋa mukombe waʋo waʋakagoʋerwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Achanisira misungo pamusoro pavakaipa; Moto nesuriferi nemhepo inopisa, ndiwo uchava mukombe wavo wavakagoverwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Anonaisa pamusoro pavakaipa mazimbe omoto nesarufa, mhepo inopisa ndiyo ichava mugove womukombe wavanopiwa

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Anonaisa pamusoro pavakaipa mazimbe omoto nesarufa, mhepo inopisa ndiyo ichava mugove womukombe wavanopiwa

Sien die hoofstuk Kopieer




Mapisarema 11:6

Volg ons:

Advertensies


Advertensies