Mapisarema 10:5 - Shona BIBLE5 Nzira dzake dzakasimba nguva dzose; Zvamunotonga imi zviri kure kumusoro, haazvioni; Kana vari vadzivisi vake vose, anovashora. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nzira dzake dzakasimba ŋguʋa dzose; Ɀamunotoŋga imi ɀiri kure kumsoro, haaɀiʋoni; Kana ʋari ʋadziʋisi ʋake ʋose, unoʋashoʋora. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Nzira dzake dzakasimba nguva dzose; Zvamunotonga imi zviri kure kumusoro, haazvioni; Kana vari vadzivisi vake vose, anovashora. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvose zvaanoita zvinobudirira. Matongero enyu ari kure naye; ari kokoko kumusoro kure naye; kana zviri zvavavengi vake, anovasinamisira uso. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvose zvaanoita zvinobudirira. Matongero enyu ari kure naye; ari kokoko kumusoro kure naye; kana zviri zvavavengi vake, anovasinamisira uso. Sien die hoofstuk |