Judasi 1:5 - Shona BIBLE5 Zvino ndinoda kukuyeuchidzai, kunyangwe maizviziva henyu kamwe kare zvose, kuti Ishe, akati amborwira vanhu munyika yeIjipiti, akazoparadza avo vakanga vasingatendi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ndinoɗa kukuyeʋudzai, kunyaŋge maiɀiziʋa henyu kamŋe kare ɀose, kuti Ishe, wakati amborwira ʋanhu munyika yeEgipita, akazoparadza aʋo ʋakaŋga ʋasiŋgatendi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Zvino ndinoda kukuyeuchidzai, kunyange maizviziva henyu kamwe kare zvose, kuti Ishe, akati amborwira vanhu munyika yeIjipiti, akazoparadza avo vakanga vasingatendi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino ndinoda kukuyeuchidzai, kunyange makambonyatsozviziva kwazvo kuti iye akambonunura rumwe rudzi kubva kunyika yeIjipiti akazoparadza vakanga vasingatendi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvino ndinoda kukuyeuchidzai, kunyange makambonyatsozviziva kwazvo kuti iye akambonunura rumwe rudzi kubva kunyika yeIjipiti akazoparadza vakanga vasingatendi. Sien die hoofstuk |