Johane 1:41 - Shona BIBLE41 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiya” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Iye akataŋga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana ɀicishandurwa). Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiasi” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Sien die hoofstuk |