Johane 1:28 - Shona BIBLE28 Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJodhani, kwaibhabhatidza Johani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Iɀoɀi ɀakaitwa paBetania, mhiri kwaJoridani, kwaibapatidza Johane. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJorodhani, kwaibhabhatidza Johani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Sien die hoofstuk |