Genesi 9:29 - Shona BIBLE29 Mazuva ose aNowa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mazuʋa ose aNoa akaŋga ari mazana mapfumbamŋe namakumi mashanu, akafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Mazuva ose aNoa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake. Sien die hoofstuk |