Genesi 8:6 - Shona BIBLE6 Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Nowa akazarura hwindo reareka raakanga aita; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mazuʋa anamakumi manna akati apfuʋura, Noa akazarura windi reareka raakaŋga aita; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Noa akazarura windo reareka raakanga aita; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Sien die hoofstuk |