Genesi 7:6 - Shona BIBLE6 Nowa wakanga ava namakore ana mazana matanhatu panguva yokuuya kwemvura zhinji panyika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Noa wakaŋga aʋa namakore anamazana matanhatu paŋguʋa yokuʋuya kwemvura zhinji panyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Noa wakanga ava namakore ana mazana matanhatu panguva yokuuya kwemvura zhinji panyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura. Sien die hoofstuk |