Genesi 7:15 - Shona BIBLE15 Zvakapinda kuna Nowa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀakapinda kunaNoa muareka, ɀiʋiri‐ɀiʋiri ɀeɀipenyu ɀose ɀinomŋeya woʋupenyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Zvakapinda kuna Noa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri, Sien die hoofstuk |