Genesi 6:9 - Shona BIBLE9 Marudzi aNowa ndiwo: Nowa wakanga ari munhu wakarurama, asina chipomerwa mumarudzi ake; Nowa wakafamba naMwari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakaŋga ari munhu wakarurama, asinemhoȿa mumarudzi ake; Noa wakafamba naMŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakanga ari munhu wakarurama, asina mhosva mumarudzi ake; Noa wakafamba naMwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari. Sien die hoofstuk |