Genesi 6:13 - Shona BIBLE13 Ipapo Mwari wakati kuna Nowa, “Kupera kwavanhu vose kwasvika pamberi pangu; nokuti vakazadza nyika nokumanikidzana; tarira, ndichavauraya pamwechete nenyika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Mŋari wakati kunaNoa: Kupera kwaʋanhu ʋose kwaȿika pamberi paŋgu; nokuti ʋakazadza nyika nokumanikidzana; tarirai, ndicaʋaʋuraya pamŋe cete nenyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Mwari wakati kuna Noa, “Kupera kwavanhu vose kwasvika pamberi pangu; nokuti vakazadza nyika nokumanikidzana; tarira, ndichavauraya pamwechete nenyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mwari akataurira Nowa kuti, “Ndafunga kutsakatisa vanhu vose nokuti ndivo vakaita kuti nyika izare nokupandukirana. Ndichavaparadza pamwechete nenyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mwari akataurira Nowa kuti, “Ndafunga kutsakatisa vanhu vose nokuti ndivo vakaita kuti nyika izare nokupandukirana. Ndichavaparadza pamwechete nenyika. Sien die hoofstuk |