Genesi 50:26 - Shona BIBLE26 Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo Josefa akafa, aʋa namakore anezana negumi; ʋakamusasika, akaiswa mubokisi paEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo. Sien die hoofstuk |