Genesi 50:20 - Shona BIBLE20 Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana muri’mi, makandifuŋgira ɀakaipa, asi Mŋari wakafuŋga kuti ɀiʋe ɀakanaka, kuti ɀiitwe seɀinoitwa nhasi, kuti ʋanhu ʋazhinji ʋararamiswe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno. Sien die hoofstuk |