Genesi 50:15 - Shona BIBLE15 Zvino vakoma vaJosefa vakati vachiona kuti baba vavo vafa, vakati, “Zvimwe Josefa achativenga, nokutitsiva kwazvo zvakaipa zvose zvatakamuitira.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋakoma ʋaJosefa ʋakati ʋaciʋona kuti ɓaɓa ʋaʋo ʋafa, ʋakati: Ɀimŋe Josefa ucatiʋeŋga, nokutitsiʋa kwaɀo ɀakaipa ɀose ɀatakamuitira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vakoma vaJosefa vakati vachiona kuti baba vavo vafa, vakati, “Zvimwe Josefa achativenga, nokutitsiva kwazvo zvakaipa zvose zvatakamuitira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakoma vaJosefi zvavakaona kuti baba vavo vafa vakakurukurirana vachiti, “Zvimwe Josefi achiri kutivenga, zvimwe ari kuronga twaanoronga kutsiva zvakaipa zvose zvatakamuitira, hatizive.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakoma vaJosefi zvavakaona kuti baba vavo vafa vakakurukurirana vachiti, “Zvimwe Josefi achiri kutivenga, zvimwe ari kuronga twaanoronga kutsiva zvakaipa zvose zvatakamuitira, hatizive.” Sien die hoofstuk |