Genesi 50:11 - Shona BIBLE11 Zvino vanhu vaigara panyika yeKenani vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, “Kuchema uku kukuru ndokwaVaIjipiti;” naizvozvo nzvimbo iyoyo ikatumidzwa Abherimiziraimu, iri mhiri kwaJodhani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋanhu ʋaigara panyika yeKanani ʋakati ʋaciʋona kucema ikoko paɓuriro raAtadi, ʋakati: Kucema uku kukuru ndokwaʋaEgipita; naiɀoɀo nɀimbo iyo ikatumidzwa Aberi‐mizraimi, iri mhiri kwaJoridani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vanhu vaigara panyika yeKenani vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, “Kuchema uku kukuru ndokwavaIjipiti;” naizvozvo nzvimbo iyoyo ikatumidzwa Abherimiziraimu, iri mhiri kwaJorodhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vanhu venyika iyoyo, vaKanani pavakaona muchemero iwoyo waiitwa paburiro repaAtadhi, vakati, “Aiwa kuchema kuri kuitwa navaIjipiti kwakakura zvisingatauriki.” Naizvozvo vakatumidza buriro racho zita rokuti Kuchema kwavaIjipiti. Buriro iroro riri kumhiri kwaJorodhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vanhu venyika iyoyo, vaKanani pavakaona muchemero iwoyo waiitwa paburiro repaAtadhi, vakati, “Aiwa kuchema kuri kuitwa navaIjipiti kwakakura zvisingatauriki.” Naizvozvo vakatumidza buriro racho zita rokuti Kuchema kwavaIjipiti. Buriro iroro riri kumhiri kwaJorodhani. Sien die hoofstuk |