Genesi 5:7 - Shona BIBLE7 Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Seti akagara makore anamazana masere namanomŋe shure kwokuɓerekwa kwaEnoshi, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe. Sien die hoofstuk |