Genesi 5:24 - Shona BIBLE24 Inoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari akamutora. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Enoki akafamba naMŋari, akasazoʋa’po, nokuti Mŋari wakamutora. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Enoki akafamba naMwari, akasazovapo, nokuti Mwari wakamutora. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora. Sien die hoofstuk |