Genesi 5:13 - Shona BIBLE13 shure kwokuberekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore ana mazana masere namakumi mana; akabereka vanakomana navanasikana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 shure kwokuɓerekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore anamazana masere namakumi manna; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 shure kwokuberekwa kwaMaharareri Kenani wakagara makore ana mazana masere namakumi mana; akabereka vanakomana navanasikana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kenani akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Mahararieri, Kenani akazogarazve mazana masere ana makumi mana amakore. Sien die hoofstuk |