Genesi 4:9 - Shona BIBLE9 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Ari kupiko Abhero, munun'una wako?” Iye akati, “Handizivi, ndini mufudzi womunun'una wangu here?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo Jehova akati kunaKaini. Uripiko Aberi, munuŋuna wako? Iye akati: Handiziʋi; ndini mufudzi womunuŋuna waŋgu kanhi? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Arikupiko Abhero, mun'una wako?” Iye akati, “Handizivi, ndini mufudzi womun'una wangu here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akazobvunza Kaini achiti, “Ko munun'una wako, Abhero aripiko?” Kaini akati, “Handizivi. Ko ndini muchengeti womunun'una wangu here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mwari akazobvunza Kaini achiti, “Ko munun'una wako, Abhero aripiko?” Kaini akati, “Handizivi. Ko ndini muchengeti womunun'una wangu here?” Sien die hoofstuk |