Genesi 4:2 - Shona BIBLE2 Akazoponazve munun'una wake Abhero. Abhero wakanga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakanga ari murimi wevhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akazopona ɀe munuŋuna wake Aberi. Aberi wakaŋga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakaŋga ari murimi wevu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Akazoponazve mun'una wake Abhero. Abhero wakanga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakanga ari murimi wevhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akaberekazve munun'una wake Abhero. Abhero akazova mupfuwi wehwai, Kaini ari murimi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akaberekazve munun'una wake Abhero. Abhero akazova mupfuwi wehwai, Kaini ari murimi. Sien die hoofstuk |