Genesi 4:17 - Shona BIBLE17 Kaini akaziva mukadzi wake, akatora mimba, akapona Inoki; akavaka guta, akatumidza guta zita romwanakomana wake Inoki. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kaini akaziʋa mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akaʋaka guta, akatumidza guta zita romŋanakomana wake Enoki. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Kaini akaziva mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akavaka guta, akatumidza guta zita romwanakomana wake Enoki. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki. Sien die hoofstuk |