Genesi 4:12 - Shona BIBLE12 kana uchirima ivhu, haringakupi simba raro; uchava mutizi nomudzungairi panyika.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 kana ucirima ivu, hariŋgakupi simba raro; ucaʋa mutizi nomudzuŋgairi panyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 kana uchirima ivhu, haringakupi simba raro; uchava mutizi nomudzungairi panyika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana ukarima, nyika hapana chainokupa. Uchava swerakuenda nomudzungairi panyika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana ukarima, nyika hapana chainokupa. Uchava swerakuenda nomudzungairi panyika.” Sien die hoofstuk |