Genesi 4:11 - Shona BIBLE11 Zvino watukwa, wadzingwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamuchira ropa romunun'una wako paruoko rwako; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino watukwa, wadziŋgwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamucira ropa romunuŋuna wako paruʋoko rwako; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Zvino watukwa, wadzingwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamuchira ropa romun'una wako paruoko rwako; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako. Sien die hoofstuk |