Genesi 14:21 - Shona BIBLE21 Zvino mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Ndipe vanhu, iwe utore hako pfuma.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino mambo weSodoma akati kunaAbrama: Ndipe ʋanhu, iwe utore hako fuma. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Zvino mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Ndipe vanhu, iwe utore hako pfuma.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Pane zvawadzoka nazvo, ndipe vanhu utore zvako upfumi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Pane zvawadzoka nazvo, ndipe vanhu utore zvako upfumi.” Sien die hoofstuk |