Genesi 14:16 - Shona BIBLE16 Akadzosa pfuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nepfuma yake, navakadziwo navanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akadzosa fuma yose, akadzosa ʋo Roti, hama yake, nefuma yake, naʋakadzi ʋo naʋanhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Akadzosa pfuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nepfuma yake, navakadziwo navanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. Sien die hoofstuk |