Genesi 13:16 - Shona BIBLE16 Ndichaita vana vako seguruva renyika; kuti kana kuine munhu anogona kuverenga guruva renyika, navana vako vangaverengwawo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndicaita ʋana ʋako seguruʋa renyika; kuti kana kunomunhu unogona kuʋereŋga guruʋa renyika, naʋana ʋako ʋaŋgaʋereŋgwa ʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Ndichaita vana vako seguruva renyika; kuti kana kuine munhu anogona kuverenga guruva renyika, navana vako vangaverengwawo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zviwande seguruva renyika zvokuti kana kuine munhu anogona kuverengeta guruva renyika ndiye angagonewo kuzoverenga zvizvarwa zvako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zviwande seguruva renyika zvokuti kana kuine munhu anogona kuverengeta guruva renyika ndiye angagonewo kuzoverenga zvizvarwa zvako. Sien die hoofstuk |