Genesi 13:11 - Shona BIBLE11 Roti akazvitsaurira bani rose reJodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakaparadzana havo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Roti akaɀitsaurira ɓani rose reJoridani; Roti akaenda kurutiʋi rwamabvazuʋa; ʋakaparadzana haʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Roti akazvitsaurira bani rose reJorodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakaparadzana havo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. Sien die hoofstuk |