Genesi 12:4 - Shona BIBLE4 Naizvozvo Abhuramu wakaenda sezvaakaudzwa naJehovha; naRoti wakaenda naye. Abhuramu wakanga ana makore ana makumi manomwe namashanu pakubva kwake Harani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Naiɀoɀo Abrama wakaenda seɀaakaʋudzwa naJehova; naRoti wakaenda naye. Abrama wakaŋga anamakore anamakumi manomŋe namashanu pakubva kwake Harani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Naizvozvo Abhuramu wakaenda sezvaakaudzwa naJehovha; naRoti wakaenda naye. Abhuramu wakanga ana makore ana makumi manomwe namashanu pakubva kwake Harani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Saizvozvo Abhuramu akasimuka akaenda sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Roti akaendawo naye. Abhuramu akanga ava namakumi manomwe amakore ana makore mashanu paakatama kuHarani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Saizvozvo Abhuramu akasimuka akaenda sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Roti akaendawo naye. Abhuramu akanga ava namakumi manomwe amakore ana makore mashanu paakatama kuHarani. Sien die hoofstuk |