Genesi 12:15 - Shona BIBLE15 Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Namacinda aFarao akamuʋona ʋo, ʋakandomurumbidza kunaFarao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao. Sien die hoofstuk |