Genesi 1:27 - Shona BIBLE27 Mwari akasika munhu nomufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mŋari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika nomufananidzo waMŋari; akaʋasika murume nomukadzi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Mwari akasika munhu nomufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mwari akasika munhu akamufananidza naiye pachake, akavasika vari munhurume nomunhukadzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mwari akasika munhu akamufananidza naiye pachake, akavasika vari munhurume nomunhukadzi. Sien die hoofstuk |