Genesi 1:2 - Shona BIBLE2 Nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; rima rakanga riripo pamusoro pemvura yakadzika; Mweya waMwari akanga uchigarira pamusoro pemvura. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nyika yakaŋga isina-kugadzirwa, isinecinhu; rima rakaŋga riri’po pamsoro pemvura yakadzika; Mŋeya waMŋari wakaŋga acigarira pamsoro pemvura. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; rima rakanga riripo pamusoro pemvura yakadzika; Mweya waMwari wakanga uchigarira pamusoro pemvura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pasi pakanga pasati panyatsoumbwa, pasina chinhu. Rima rakanga rakaputira zigungwa, Mweya waMwari achidzengerera pamusoro pemvura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pasi pakanga pasati panyatsoumbwa, pasina chinhu. Rima rakanga rakaputira zigungwa, Mweya waMwari achidzengerera pamusoro pemvura. Sien die hoofstuk |