Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Firemoni 1:9 - Shona BIBLE

9 kunyangwe zvakadaro, nokuda kworudo ndinoita zvokukumbira zvikuru, zvandakadai hangu, ini Pauro, mutana, uye zvino musungwa waKristu Jesu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 kunyaŋge ɀakaɗaro, nokuɗa kworuɗo ndinoita ɀokukumbira ɀikuru, ɀandakaɗai haŋgu, ini Pauro, mutana, ʋuye ɀino musuŋgwa waKristu Jesu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

9 kunyange zvakadaro, nokuda kworudo ndinoita zvokukumbira zvikuru, zvandakadai hangu, ini Pauro, mutana, uye zvino musungwa waKristu Jesu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 asi pamusana porudo, zviri nani kuti ndiite zvokukukumbira, iyeni Pauro harahwa kudai uyewo musungwa akasungirwa Kristu Jesu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 asi pamusana porudo, zviri nani kuti ndiite zvokukukumbira, iyeni Pauro harahwa kudai uyewo musungwa akasungirwa Kristu Jesu.

Sien die hoofstuk Kopieer




Firemoni 1:9

Volg ons:

Advertensies


Advertensies