Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 9:1 - Shona BIBLE

1 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Pinda kuna Farao, undomuudza, uti, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari waVaHebheru: Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Pinda kunaFarao, undomuʋudza, uti: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Pinda kuna Farao, undomuudza, uti, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru: Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi akati kuna Mosesi, “Enda kuna Farao uti kwaari, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wavaHebheru, rega vanhu vangu vaende, vandondinamata.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Tenzi akati kuna Mosesi, “Enda kuna Farao uti kwaari, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wavaHebheru, rega vanhu vangu vaende, vandondinamata.’

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 9:1

Volg ons:

Advertensies


Advertensies