Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 8:8 - Shona BIBLE

8 Zvino Farao akadana Mosesi naAroni, akati, “Nyengeterai kuna Jehovha kuti abvise matatya kwandiri nokuvanhu vangu, nditendere vanhu kuenda kundobayira Jehovha.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Farao akaɗana Mosesi naAroni, akati: Nyeŋgeterai kunaJehova kuti abvise mataca kwandiri nokuʋanhu ʋaŋgu, nditendere ʋanhu kuenda kundoɓayira Jehova.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Farao akadana Mosesi naAroni, akati, “Nyengeterai kuna Jehovha kuti abvise matatya kwandiri nokuvanhu vangu, nditendere vanhu kuenda kundobayira Jehovha.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Farao akadaidza Mosesi naAroni akati, “Ndikumbirireiwo kuna Tenzi kuti andibvisirewo zvangu ini navanhu vangu, matafi aya, ini ndigobvumidzawo vaIsiraeri kundopira zvavo Tenzi chibayiro.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Farao akadaidza Mosesi naAroni akati, “Ndikumbirireiwo kuna Tenzi kuti andibvisirewo zvangu ini navanhu vangu, matafi aya, ini ndigobvumidzawo vaIsiraeri kundopira zvavo Tenzi chibayiro.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 8:8

Volg ons:

Advertensies

Advertensies