Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 8:29 - Shona BIBLE

29 Mosesi akati, “Tarirai, ndinobuda kwamuri, ndichandonyengetera kuna Jehovha kuti mapute enhunzi abve kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake mangwana; asi Farao ngaarege kuzonyengerazve, achiramba kutendera vanhu kuenda kundobayira Jehovha.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mosesi akati: Tarirai, ndinoɓuɗa kwamuri, ndicandonyeŋgetera kunaJehova kuti mapute enhunzi abve kunaFarao, nokuʋaranda ʋake, nokuʋanhu ʋake maŋgwana; asi Farao ŋgaarege kuzonyeŋgera ɀe, aciramba kutendera ʋanhu kuenda kundoɓayira Jehova.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mosesi akati, “Tarirai, ndinobuda kwamuri, ndichandonyengetera kuna Jehovha kuti mapute enhunzi abve kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake mangwana; asi Farao ngaarege kuzonyengerazve, achiramba kutendera vanhu kuenda kundobayira Jehovha.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mosesi akati, “Zvakanaka, ini ndichabva pano ndichindokumbira Tenzi kuti mangwana mapute enhunzi abve pana Farao namakurukota ake navanhu vake. Asi dai mambo mukarega kuita zvakare zvokutibata zvenyu kumeso imi muchizorambidza zvenyu vaIsiraeri kundopira Tenzi zvibayiro zvavo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 8:29

Volg ons:

Advertensies

Advertensies