Eksodo 8:14 - Shona BIBLE14 Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakaaʋuŋganidza, ʋakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Sien die hoofstuk |