Eksodo 7:23 - Shona BIBLE23 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana‐kuraŋgarira necinhu ici ʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Sien die hoofstuk |