Eksodo 6:1 - Shona BIBLE1 Jehovha akati kuna Mosesi, “Zvino muchaona zvandichaitira Farao, nokuti achavatendera kuenda noruoko rune simba, uchavadzinga munyika yake noruoko rune simba.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova akati kunaMosesi: Ɀino mucaʋona ɀandicaitira Farao, nokuti ucaʋatendera kuenda noruʋoko runesimba, ucaʋadziŋga munyika yake noruʋoko runesimba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha akati kuna Mosesi, “Zvino muchaona zvandichaitira Farao, nokuti achavatendera kuenda noruoko rune simba, uchavadzinga munyika yake noruoko rune simba.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Asi Tenzi akapindura Mosesi achiti, “Zvino chirega zvako uone zvandichaita kuna Farao iyeyu. Achavaburitsa aona simba roruoko rwangu. Pamusana pesimba rangu iroro achatoita zvokuvadzinga munyika yake.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Asi Tenzi akapindura Mosesi achiti, “Zvino chirega zvako uone zvandichaita kuna Farao iyeyu. Achavaburitsa aona simba roruoko rwangu. Pamusana pesimba rangu iroro achatoita zvokuvadzinga munyika yake.” Sien die hoofstuk |