Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 4:21 - Shona BIBLE

21 Jehovha akati kuna Mosesi, “Kana wodzokera Ijipiti, chenjera kuti uite pamberi paFarao zvishamiso zvose zvandaisa muruoko rwako; asi ndichaomesa mwoyo wake, kuti arege kutendera vanhu kuenda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Jehova akati kunaMosesi: Kana wodzokera Egipita, cenjera kuti uite pamberi paFarao ɀishamiso ɀose ɀandaisa muruʋoko rwako; asi ndicawomesa mŋoyo wake, kuti arege kutendera ʋanhu kuenda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Jehovha akati kuna Mosesi, “Kana wodzokera Ijipiti, chenjera kuti uite pamberi paFarao zvishamiso zvose zvandaisa muruoko rwako; asi ndichaomesa mwoyo wake, kuti arege kutendera vanhu kuenda.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Tenzi akati kuna Mosesi, “Zvino kana wadzokera kuIjipiti, ibva wandoitira Farao pameso pake zvishamiso zviya zvose zvandakakupa simba rokuita. Asi ndichaita kuti Farao aomese mwoyo, arege kubvumira vaIsiraeri kubva munyika make.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Tenzi akati kuna Mosesi, “Zvino kana wadzokera kuIjipiti, ibva wandoitira Farao pameso pake zvishamiso zviya zvose zvandakakupa simba rokuita. Asi ndichaita kuti Farao aomese mwoyo, arege kubvumira vaIsiraeri kubva munyika make.

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 4:21

Volg ons:

Advertensies

Advertensies