Eksodo 4:14 - Shona BIBLE14 Zvino kutsamwa kwaJehovha kwakamukira Mosesi, akati, “Ko Aroni, mukoma wako, muRevhi, haapo here? Ndinoziva kuti iye anogona kutaura kwazvo. Zvino tarira, wotobuda kusangana newe; kana achikuona achafara mumwoyo make. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino kutsamŋa kwaJehova kwakamukira Mosesi, akati: Ko Aroni, mukoma wako, muRevi, haazi’po here? Ndinoziʋa kuti iye unogona kutaura kwaɀo. Ɀino tarira, wotoɓuɗa kusoŋgana newe; kana acikuʋona ucafara mumŋoyo make. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Zvino kutsamwa kwaJehovha kwakamukira Mosesi, akati, “Ko Aroni, mukoma wako, muRevhi, haapo here? Ndinoziva kuti iye anogona kutaura kwazvo. Zvino tarira, wotobuda kusangana newe; kana achikuona achafara mumwoyo make. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ipapo Tenzi akashatirirwa Mosesi akati, “Inga mukoma wako Aroni, muRevhi, ariko wani! Ndinoziva kuti iye anogona kutaura zvakanaka. Chiteerera unzwe, izvozvi ari kutouya kuzokuchingura, paachakuona achafara zvikuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ipapo Tenzi akashatirirwa Mosesi akati, “Inga mukoma wako Aroni, muRevhi, ariko wani! Ndinoziva kuti iye anogona kutaura zvakanaka. Chiteerera unzwe, izvozvi ari kutouya kuzokuchingura, paachakuona achafara zvikuru. Sien die hoofstuk |